ZVIHUTA ZVIRI KUTENGESWA NEMABOND COINS VAMWE VACHICHERA MAKOMBA GOING DEEPER. Manheru akanaka varanda veZimbabwe. Nyaya hadziperi muNyika yedu yeZimbabwe. Hurumende yakagara pasi, varume vakuru, vamwe vacho vakadzidza vanemaDegree asiri eFake, vakawirirana kuti Zvihuta hazvichabvumirwi kuchengetwa neVanhu. Vamwe vanorarama nazvo, kana kuzvidya, nekutengesa. Kana nyika ine hurumende yapererwa semaperero eJunta ririkutonga muZimbabwe, ndopavanouya nezviMitemo zvisina kana basa. Kupererwa neNzira dzokuba
↧